Chiwunga
Appearance
- Chiwunga sezita
- Chiwunga isango remiti yeminzwa.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- VaYao vanoti chiwunga (a nightjar - spiece of bird). Izwi iri rinenge rinoreva dahwa.
- VaKongo vanoti wunga (to gather as pus, fester, to suppurate - form pus) vachireva kuita hurwa.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |