Dinga
Appearance
- Dinga (Blind Snake) zvichireva Tsvukukuviri.
- Dinga (Despised Uncouth person).
- -dinga (1. Cherish, 2. tend lovingly, 3. Give oneself airs). Baba vanodinga mwana. Mukoma uyo anozvidinga - he give himself airs.
- Kudingaidza (Cause to be conceited). Usadingaidze mwana nokumupa zvose zvaanoda.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |