Dzamara
Appearance
- Dzamara (ideophone of disappearing suddenly). Anga ari pane eye zvino unto, asi angoti dzamara.
- Dzamara (end by, until). Ndakakumirira dzamara ndaneta. Raizodzamara ropoya.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |