Gumbi
Appearance
- Gumbi (large herd of cattle) apa kureva musasa wemombe zhinji.
- Gumbi (a crowd; very many people) apa kureva vanhu vazhinji-zhinji.
- Gumbi kana makumbi (eaves of house) kureva chikamu chedenga remba chinodarika pane madziro chichibatsira kukanda mvura kuti isaerera nemadziro.
- Gumbi sezita ( a family name).
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Mambwe inoti -kumbana (to gather in a group). Humburi inoti kumbi (gather around something).
- Kinyarwanda inoti umukumbi (flock of sheep). Zigula inoti mkumbi (n. a broad road) kureva mugwagwa.
- MaXhosa vanoti igumbi (n. room) kureva kamuri.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |