Kunze
Appearance
- Kunze (outside) zvichireva pachena pasina madziro akakomberedza kana kuti musiri mumba.
- Kunze kwe (Apart from). Sokuti - Handiupinde pano kunze kwekunge wati ndapota.
- Kunze kwemutemo (not permitted by law).
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |