Kupara sembwa
Appearance
Kupara sembwa zvinoreva kutevera hwema sembwa yasaidzirwa kuti ironde mhuka kana mbavha.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- VaChewa vanoti kupara (go an errand for, be sent by someone).
- Mang'anja vanoti kupala kana kupalira (to choose, seek, select, go to seek; as food for one who is sick) kureva kutsvaga kana kusarudza.
- Vatauri veChiVidunda kuTanzania vanoti kipalila (to seek) kureva kuzvitsvagira.