Kushonongora
Appearance
Kushonongora itsika yekugamuchira mueni inotevedzwa kana munhukadzi achitanga kupinda mumusha semuroora mutsva. Tsika iyi inobatsira kuti muroora mutsva asungunuke uye kuti vanhu vari kutanga kuonana vazivane.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.