Muchena
Appearance
- Muchena (blessing; good luck) apa kureva ropa rakanaka. Unomuchena uwo unouya ngezina raMambo Mwari - Psalm 118:26.
- Muchena (White person).
- Muchena (destitute person).
Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Psalm 144:15, Vanomuchena vanhu vakadaro avo vanowirwa ngezvifumiso zvakadaro: Blessed is the people of whom this is true.
- Genesis 30:13, Leah wakati, "Ndinodakara! Ngokuti vakadzi vanozondidaidza kuti ndinomuchena'.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |