Muzera
Appearance
Shoko rokuti muzera (row; line; row of plants in a field) rinoshandiswa pane mitsetse yakawanda yezvinhu zvakatevadzana. Muenzaniso ndeiyi: mizera yakadyarwa donje kan kuti muzera wechibage pamuguri. Shoko iri rinonyanya kushandiswa kuchiKorekore.
Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Mugwazo wanhasi mumwe nemumwe anofanirwa kusakura mizera mishanu obva akotoka.
- Tonongora mizera mina yechibage upewo mwana.